Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
Who is here 2023 tasara vashoma mababies ekuma 90s and early 20s vanonakirwa nereal typa hip hop
Uyu muchinda anogona mhani
Even in 2024 ,this is still one of my favourite all time songs
Chaaaakuuuufooooneeeraaaa maaaskiiiiriiii iiiiiisaaaa naaaambaaaa dzaaaakooo umuuuu
tateguru rakanyanya
Maskiri 2024🎉🎉🎉.. handisi murungu musanditi sir ndiitei sekuru
2020 still going apa song iyi yane makore vazhinji vedu tanga tisati takuziva kuti kuna @Bev
Mai Mukudzeyi vandidzosa pano 2020😂😂😂👏👏👏Maskiri muri mdara
Maskiri anogona 🔥🔥
Maskiri is a tsotsi and a legend at the same time.
Who is here in 2024
Tiripo hedu hapana kwatinoenda😊
November 2024...... present
I'm here!
takazara
... nevoice rehwahwa... "Ndichakufonera Maskiri ... isa number dzako umu"
hanzi murikumunzwa here baby uyu ,arikutaura ega...inini handifonyore vanhu ndovanouya vega....kikikikikiki...aaah made my day!!!mhondoro shuwa!!!
stunner mwana mudiki pana maskiri
Vanhu vakuru ava
He was @ the peak of his power
I love this song Maskiri did the most for me
ini handifurire vanhu.....
Alishias muri Mudhara kunge munhu akaroora mai vangu.Makakora.Go Skillas Go!
Who is still listening to Maskiri like me ❤?
TakasatererA Tateguru tinozonzwA ani
The guy is always a star
..chakufooneerrra maskiri isa number dzako umu !! wicked
Well done maskiri... I love yo creativity dude... U r a star
Maskiri tipowo imwe song na baby uyu pliz
love this, the girl has so much so attitude!
one of his hardest recordz ever🤌🏽🤌🏽🌚😓
Skillaz, kadress kegreen here shaa, kanenge muboora, heeeeeee, uri tsotsi: unoziva zvauri kuita wangu
hi guys I'm from costa rica ,, I don't understand this shona language bt mufana ne chimoko icho vanoketa
tseke kkiki
hahahahaha yah..uritsotsi
kkkk
uritsotsi
iwe vaziya kunyora shona sei
2024 still hot
Maskiri you are a legend
NDICHAKUFONERAAAAA MASKIRIIII ASA NHANBA DZAKO UMUUUUU
I'm still listening to this tune in 2023
2023 we still listening to Skillaz
Neniwo 😂
Maskiri is back, bigger, better and impressive. the lady is what we simply call SIMBI YEBASA or POTO yeBASA. LOL
nyc 1 mdara... tsoooootsssssiiiiiii
"Handidi muskana anoonekwa nevanhu hobho senge muvira waBev'...Kwaaaa
Ndoda mskana asat ambomwa doro ndotanga kumufonyora inin hahah Tateguru makapenga ..😆😆😆😆
Ukuziva hre kuty kwane rinongoti hoyooo nerimwe rosimbisa MaGeez👊😂
Haa time yafamba😂😂
@@isaacchaleka5817 😂😂
whoz here 2019
way to go skillaz...nice
2024 still a hit
wemaSkiri 🔥
Ko bev anga atoveko madays aya😮
ndoda mskana wandogara ndichiona mahara kunge BTV hahahahahhhh lol skillaz.cretivity at its best
yowee Baby #13 chisas!!
inini handifurire vanhu vanhu ndovanouya vega kuzofurirwa kkk madnes
Straight kunge 6 o'clock, hahahahahah
NDICHAKUFONERA MASKIRI ISA NUMBER DZAKO UMU.. kk ma1. Ndokuti Mhondoro
good stuff hey........ skilazzzzzzzzzzzzzzzzzzzzzzz
Vangataure havooooo Maskiri Tateguru raStunner.........
This song xem🔥
grew up loving his music like crazy...but am noticing anenge ane same problem naDambudzo marechera...maGenius aya anototwaya
dont insult Marechera please no is like him lool
Kkkkk nicewords hanzi church dzorebesa minamato kkkkkyu funny
Dont say any thing about matechere yuwer stil in diapers hewas the best human being inhis time smart and humble may his,soul rest in peace
tateguru makaipa, u the best skillaz,
And I'm still here
beautiful house used love the green
maskiri ndi blazzzzzz
way to go maskiri. nice track
Babie rakamba iri... i like this song.
Ndichakufonera maskiri isa number dzako umu!
Skillaz will always promote you
Skillaz vanorova big tym
ndichakufonera isa # dzako umu hayaas
....ndoda mskana asina kubhenda bhenda kunge 6 O'clock!!!
hanzi vanhu ndivo vanouya vega kuzofurirwa
ndinoda type yakaita maskiri
ndoda mskana wandogara ndichiona mahara everyday kunge btv my high school soundtrack
Apa pakatambiswa nguva apa......beat ne voice hazvisikufambidzana
Best vid ever
2022 am here after tsotsaring 😀
aiwa gen'a maskiri zvazvinhu mhani aiwaa
His rocking the half moon scissor ....deep
2023 still coming here
Hanzi handifuriri munhu but munhu anouya kuzofurirwa ega
Anonzani musikana uyu..
I also want to know....
Tateguru makabaka
heavy simbi...
ini ndiripo skillaz idhara
I am here 2020
heavy vid @wemaskiri
Mhondoro💗
Nice one
2024❤❤❤
ka babe aka haaaa kanoita
ndizvo baba
in here in 2024
skillaz bruuuup
Ange ane hunu wakanaka.......skill az!
June 2020🤗
looooooooooooool eish i like this one
well-done baba
2020 masikiri
ndoda musikana wokuona mahara kunge tv
July 2020 going crazy hangu
Who is here 2020
2021
2023
2020
skillaz act ayaaas makanyanya
T gonz kumberi boyz
mdara ndimi skillaz
who is here 2020 mu covid
maskiri 1 raper wandichirikubiga.